Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 18:43 - Compare All Versions

1 Madzimambo 18:43 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Akaudza muranda wake kuti, “Enda undotarisa kwakadziva kugungwa.” Akakwira akandotarisa. Akati, “Hakuna chiriko uku.” Eria akati, “Dzokerazve,” kanomwe.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 BDSC

1 Madzimambo 18:43 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

akati kumuranda wake, “Chikwira zvino, utarire kurutivi rwegungwa.” Akakwira akatarira, akati, “Hakuna chinhu.” Akati, “Endazve, kanomwe.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SNA2002

1 Madzimambo 18:43 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Akati kune aimushandira, “Chikwira utarise kugungwa.” Iye akakwira akatarisako akati, “Hakuna chiriko.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SCLBD

1 Madzimambo 18:43 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

akati kumuranda wake: Cikwira ɀino, utarire kurutiʋi rweguŋgwa. Akakwira akatarira, akati: Hakunecinhu. Akati: Enda ɀe, kanomŋe.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SUB1949

1 Madzimambo 18:43 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Akati kune aimushandira, “Chikwira utarise kugungwa.” Iye akakwira akatarisako akati, “Hakuna chiriko.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 18 SCLB