1 Madzimambo 19:12 - Compare All Versions
1 Madzimambo 19:12 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mokudengenyeka kwenyika kwakauya moto, asi Jehovha akanga asiri mumoto. Uye shure kwomoto akanzwa inzwi richitaura nakazevezeve kakapfava.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 BDSC1 Madzimambo 19:12 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kudengenyeka kwenyika kwakati kwapfuura, moto ukatevera; asi Jehovha wakanga asiri mumoto; moto wakati wapfuura, kufefetera kwokudzikama kukavapo.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SNA20021 Madzimambo 19:12 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mushure mokundengendeka kwakauya moto, asi Tenzi akanga asiri moto. Mushure memoto kwakanzwika izwi dete raitaura zvinyoronyoro.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SCLBD1 Madzimambo 19:12 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Kuɗeŋgenyeka kwenyika kwakati kwapfuʋura, mŋoto ukateʋera; asi Jehova wakaŋga asiri mumŋoto; mŋoto wakati wapfuʋura, kufefetera kwokudzikama kukaʋa’po.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SUB19491 Madzimambo 19:12 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure mokundengendeka kwakauya moto, asi Tenzi akanga asiri moto. Mushure memoto kwakanzwika izwi dete raitaura zvinyoronyoro.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SCLB