1 Madzimambo 19:13 - Compare All Versions
1 Madzimambo 19:13 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Eria paakarinzwa, akafukidza chiso chake nejasi rake akabuda panze akamira pamuromo webako. Ipapo inzwi rakati kwaari, “Uri kuiteiko pano, Eria?”
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 BDSC1 Madzimambo 19:13 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Eria wakati achizvinzwa, akafukidza chiso chake nenguo yake, akabuda, akandomira pamuromo webako. Ipapo izwi rikasvika kwaari, rikati, “Unobateiko pano, Eria?”
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SNA20021 Madzimambo 19:13 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Eriya paakarinzwa akafugidza uso nehanzu yake akabuda ndokundomira pamusuo pebako. Izwi rikauya kwaari richiti, “Uri kuiteiko pano Eriya?”
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SCLBD1 Madzimambo 19:13 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino Eria wakati aciɀinzwa, akafukidza ciso cake neŋguʋo yake, akaɓuɗa, akandomira pamuromo weɓako. Ipapo inzwi rikaȿika kwaari, rikati: Unoɓateiko pano, Eria?
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SUB19491 Madzimambo 19:13 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Eriya paakarinzwa akafugidza uso nehanzu yake akabuda ndokundomira pamusuo pebako. Izwi rikauya kwaari richiti, “Uri kuiteiko pano Eriya?”
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SCLB