Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 19:2 - Compare All Versions

1 Madzimambo 19:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo Jezebheri akatuma nhume kuna Eria kundoti, “Vamwari ngavandirange, vanyanyise kudaro, kana nenguva ino mangwana, ndikasaita kuti upenyu hwako hufanane nehwomumwe wavo.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 BDSC

1 Madzimambo 19:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ipapo Izebheri akatuma nhume kuna Eria, akati, “Vamwari ngavandirove, ngavarambe vachidaro, kana ini ndikasafananidza upenyu hwako noupenyu hwomumwe wavo mangwana nenguva ino.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SNA2002

1 Madzimambo 19:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Jezebhero ndokubva atumira nhume kuna Eriya achiti, “Chokwadi chaizvo, vamwari ngavandione kana mangwana panguva yakare ino iyi ndikarega kunge ndaita kuti upenyu hwako huite sehwemumwe wavo.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SCLBD

1 Madzimambo 19:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ipapo Izeberi akatuma nhume kunaEria, akati: Ʋamŋari ŋgaʋandiroʋe, ŋgaʋarambe ʋaciɗaro, kana ini ndikasafananidza ʋupenyu bgako noʋupenyu bgomumŋe waʋo maŋgwana neŋguʋa ino.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SUB1949

1 Madzimambo 19:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Jezebhero ndokubva atumira nhume kuna Eriya achiti, “Chokwadi chaizvo, vamwari ngavandione kana mangwana panguva yakare ino iyi ndikarega kunge ndaita kuti upenyu hwako huite sehwemumwe wavo.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SCLB