Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 19:21 - Compare All Versions

1 Madzimambo 19:21 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Naizvozvo Erisha akamusiya akadzokera. Akatora hando dzejoko rake akadzibaya. Akashandisa zvaairimisa sehuni dzokubikisa nyama yacho, akaipa kuvanhu, ndokubva vadya. Ipapo akasimuka akatevera Eria akabva ava muranda wake.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 BDSC

1 Madzimambo 19:21 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Akadzoka pakumutevera, akatora nzombe dzejoko iro, akadzibaya, akagocha nyama yadzo achiita nhumbi dzadzo huni, ndokupa vanhu, ivo vakadya. Zvino wakasimuka, akatevera Eria, akamubatira.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SNA2002

1 Madzimambo 19:21 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Akati dzokei kwaakanga achimutevera ndokutora chipani chenzombe dzake mbiri ndokudziuraya ndokubika nyama yadzo joko ririro huni dzokubikisa ndokupa vanhu vakadya ndokusimuka otevera Eriya omushandira.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SCLBD

1 Madzimambo 19:21 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Akadzoka pakumuteʋera, akatora nzombe dzejoko iro, akadziɓaya, akagoca nyama yadzo aciita nhumbi dzadzo huni, ndokupa ʋanhu, iʋo ʋakadya. Ɀino wakasimuka, akateʋera Eria, akamuɓatira.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SUB1949

1 Madzimambo 19:21 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Akati dzokei kwaakanga achimutevera ndokutora chipani chenzombe dzake mbiri ndokudziuraya ndokubika nyama yadzo joko ririro huni dzokubikisa ndokupa vanhu vakadya ndokusimuka otevera Eriya omushandira.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 19 SCLB