1 Madzimambo 22:20 - Compare All Versions
1 Madzimambo 22:20 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Jehovha akati, ‘Ndiani achaenda kundokwezva Ahabhu kuti arwise Ramoti Gireadhi agoenda kundofira ikoko?’ “Mumwe akataura izvi, mumwe akataura izvo.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 22 BDSC1 Madzimambo 22:20 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jehovha akati, “Ndianiko uchandonyengera Ahabhi, aende, andourawa paRamotigireadhi?” Zvino mumwe akati zvokuti, nomumwezve akati zvokuti.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 22 SNA20021 Madzimambo 22:20 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Tenzi ati, ‘Ndiyani angaende zvake akafurira Ahabhu kuti aende kuguta reRamoti kuGireadhi andopararirako?’ Vadomatoma vachitaura twakasiyana-siyana.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 22 SCLBD1 Madzimambo 22:20 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ipapo Jehova akati: Ndianiko ucandonyeŋgera Ahabi, aende, andoʋurawa paRamoti‐gireadi? Ɀino mumŋe akati ɀokuti, nomumŋe ɀe akati ɀokuti.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 22 SUB19491 Madzimambo 22:20 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi ati, ‘Ndiyani angaende zvake akafurira Ahabhu kuti aende kuguta reRamoti kuGireadhi andopararirako?’ Vadomatoma vachitaura twakasiyana-siyana.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 22 SCLB