Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 22:21 - Compare All Versions

1 Madzimambo 22:21 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Pakupedzisira, mumwe mweya wakauya ukamira pamberi paJehovha ukati, ‘Ndichandomukwezva ini.’

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 22 BDSC

1 Madzimambo 22:21 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino mweya ukabuda, ukamira pamberi paJehovha, ukati, “Ini ndichandomunyengera.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 22 SNA2002

1 Madzimambo 22:21 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ndokubva kwauya mumwe mweya ukamira pana Tenzi ukati, ‘Ini zvangu ndinondomufurira.’

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 22 SCLBD

1 Madzimambo 22:21 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino mŋeya ukaɓuɗa, ukamira pamberi paJehova, ukati: Ini ndicandomunyeŋgera.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 22 SUB1949

1 Madzimambo 22:21 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ndokubva kwauya mumwe mweya ukamira pana Tenzi ukati, ‘Ini zvangu ndinondomufurira.’

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 22 SCLB