Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 22:7 - Compare All Versions

1 Madzimambo 22:7 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi Jehoshafati akabvunza achiti, “Hapana here mumwe muprofita waJehovha pano watingabvunza?”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 22 BDSC

1 Madzimambo 22:7 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi Jehoshafati akati, “Hakuchina mumwe muporofita waJehovha pano here, timubvunze?”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 22 SNA2002

1 Madzimambo 22:7 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi Jehoshafati akati, “Hapana here mumwe muporofita waTenzi watingabvunze?”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 22 SCLBD

1 Madzimambo 22:7 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi Jehoshafati akati: Hakucinomumŋe muprofita waJehova pano here, timubvunze?

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 22 SUB1949

1 Madzimambo 22:7 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi Jehoshafati akati, “Hapana here mumwe muporofita waTenzi watingabvunze?”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 22 SCLB