1 Madzimambo 4:29 - Compare All Versions
1 Madzimambo 4:29 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari akapa Soromoni uchenjeri, nokunzwisisa kukuru sejecha rapamahombekombe egungwa.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 4 BDSC1 Madzimambo 4:29 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari akapa Soromoni kungwara nokunzwisisa kukuru, nomwoyo wakaziva zvakanaka, zvakafanana nejecha riri pamhenderekedzo yegungwa.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 4 SNA20021 Madzimambo 4:29 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mwari akapa Soromoni ungwaru nomwoyo unonzwisisa zvakanyanyisisa kwazvo noruzivo rwakawanda chaizvo sejecha romumahombekombe egungwa
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 4 SCLBD1 Madzimambo 4:29 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Mŋari akapa Soromoni kuŋgwara nokunzwisisa kukuru, nomŋoyo wakaziʋa ɀakanaka, ɀakafanana nejeca riri pamhenderekedzo yeguŋgwa.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 4 SUB19491 Madzimambo 4:29 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akapa Soromoni ungwaru nomwoyo unonzwisisa zvakanyanyisisa kwazvo noruzivo rwakawanda chaizvo sejecha romumahombekombe egungwa
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 4 SCLB