Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 8:56 - Compare All Versions

1 Madzimambo 8:56 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Jehovha ngaarumbidzwe, iye akapa zororo kuvanhu vake Israeri sezvaakavimbisa chaizvoizvo. Hapana kana shoko rimwe chete risina kuitika pazvivimbiso zvose zvakanaka zvaakapa nokumuranda wake Mozisi.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 8 BDSC

1 Madzimambo 8:56 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Jehovha ngaakudzwe, wakapa vanhu vake kuzorora, sezvaakatipa zvose; hapana shoko rimwe pazvose zvakanaka zvaakatipikira rakakona, izvo zvaakatipikira nomuromo waMosesi muranda wake.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 8 SNA2002

1 Madzimambo 8:56 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Tenzi ngaarumbidzwe akazorodza vanhu vake vaIsiraeri akaita zvose zvaakatsidza pasina kana chimwe zvacho chisina kuitika pazvinhu zvose zvakanaka zvaakatsidza nomuromo womuranda wake Mosesi.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 8 SCLBD

1 Madzimambo 8:56 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Jehova ŋgaakudzwe, wakapa ʋanhu ʋake kuzorora, seɀaakatipikira ɀose; hapaneshoko rimŋe paɀose ɀakanaka ɀaakatipikira rakakona, iɀo ɀaakatipikira nomuromo waMosesi muranda wake.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 8 SUB1949

1 Madzimambo 8:56 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Tenzi ngaarumbidzwe akazorodza vanhu vake vaIsiraeri akaita zvose zvaakatsidza pasina kana chimwe zvacho chisina kuitika pazvinhu zvose zvakanaka zvaakatsidza nomuromo womuranda wake Mosesi.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 8 SCLB