1 Samueri 10:6
1 Samueri 10:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mweya waJehovha uchauya pamusoro pako nesimba uye uchaprofita pamwe chete navo, uye uchashandurwa ugova mumwe munhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 101 Samueri 10:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ipapo Mweya waJehovha uchauya pamusoro pako nesimba, ukaporofita pamwechete navo, ukashanduka ukava mumwe munhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 101 Samueri 10:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Mweya waTenzi achabva auyawo zvine simba guru kwazvo pauri iwe ugoporofita pamwechete navo. Iwe uchasanduka ukava mumwe munhu akasiyana nezvauri izvi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 10