1 Samueri 10:9
1 Samueri 10:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino wakati atendeuka, obva kuna Samueri, Mwari akamupa mumwe mwoyo; zviratidzo izvo zvose zvikaitika nomusi iwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 101 Samueri 10:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Sauro akati achangotendeuka kuti abve pana Samueri, Mwari akashandura mwoyo waSauro, uye zviratidzo zvose izvi zvakazadziswa zuva iroro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 101 Samueri 10:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Sauro paakafuratira Samueri oenda zvake, Mwari akamupa mumwe mwoyo zviratidzo zvose izvi zvikabva zvaitika zuva iroro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 10