1 Samueri 12:20
1 Samueri 12:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Samueri akati kuvanhu, “Musatya henyu; makaita henyu zvakaipa izvi zvose, asi regai kutsauka pakutevera Jehovha, asi shumirai Jehovha nemwoyo yenyu yose
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 121 Samueri 12:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Samueri akapindura achiti, “Musatya. Makaita zvose zvakaipa izvi; asi musatsauka kubva kuna Jehovha, asi shumirai Jehovha nomwoyo wenyu wose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 121 Samueri 12:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Samueri akati kuvanhu, “Chiregai kunge muchatya. Kutadza kwose uku makatotadza kare. Asi chavapo ndechichi, chiregai kunge muchatsaukana naTenzi. Chinamatai Tenzi nomwoyo wenyu wose
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 12