1 Samueri 12:24
1 Samueri 12:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi ityai Jehovha, mumushumire nezvokwadi nemwoyo yenyu yose, nokuti rangarirai zvinhu zvikuru zvaakakuitirai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 121 Samueri 12:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi ityai Jehovha, mumushumire iye nokutendeka, nomwoyo wenyu wose; rangarirai zvinhu zvikuru zvaakakuitirai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 121 Samueri 12:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chenyu imi, kutya Tenzi, mumunamate nomwoyo wose, makatendeka nokuti munofanira kuyeuka zvinhu zvikuru zvaakakuitirai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 12