1 Samueri 17:32
1 Samueri 17:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Dhavhidhi akati kuna Sauro, “Ngaparege kuva nomunhu anoora mwoyo nokuda kwomuFiristia uyu; muranda wenyu achaenda kundorwa naye.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 171 Samueri 17:32 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Dhavhidhi akati kuna Sauro, “Ngakurege kuva nomunhu unopera mwoyo nokuda kwake; muranda wenyu uchaenda kundorwa nomuFirisitia uyo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 171 Samueri 17:32 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Dhavhidhi akati kuna Sauro, “Ngaparege kuwana munhu anorasa mwoyo pamusana pomunhu uyu. Ini muranda wenyu ndichaenda ndindorwisa muFirisitia uyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 17