1 Samueri 17:45
1 Samueri 17:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Dhavhidhi akati kumuFiristia, “Iwe unouya kwandiri nomunondo, nepfumo uye nepfumo guru, asi ini ndinouya kwauri muzita raJehovha Wamasimba Ose, Mwari wehondo dzavaIsraeri, uyo waunozvidza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 171 Samueri 17:45 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Dhavhidhi akati kumuFirisitia, “Iwe unouya kwandiri nomunondo, nepfumo, nemharu; asi ini ndinouya kwauri nezita raJehovha wehondo, Mwari wehondo dzavaIsiraeri, vaunoshoora.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 171 Samueri 17:45 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Dhavhidhi ndokuti kumuFirisitia, “Iwe uri kundivinga nebakatwa nepfumo nemharu, asi ini ndiri kukuvinga muzita raTenzi Samasimbaose, Mwari wehondo dzavaIsiraeri waunoshora.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 17