1 Samueri 2:4 - Enzanisa Shanduro Dzose
1 Samueri 2:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uta hwavarwi hwatyorwa, asi avo vakagumburwa vashongedzwa simba.
Pakurirana nevamwe
1 Samueri 2 BDSC1 Samueri 2:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uta hwavanhu vane simba vakavhunika, Vakanga vachigumburwa vakasungwa zvino nesimba.
Pakurirana nevamwe
1 Samueri 2 SNA20021 Samueri 2:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋuta bgaʋanhu ʋanesimba bgakavunika, Ʋakaŋga ʋacigumburwa ʋakasuŋgwa ɀiʋuno nesimba.
Pakurirana nevamwe
1 Samueri 2 SUB19491 Samueri 2:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uta hwezvikakarara zvavanhu hwakatyorwa, vakarukutika ndivo zvino vagwinya kusimba.
Pakurirana nevamwe
1 Samueri 2 SCLB1 Samueri 2:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Uta hwezvikakarara zvavanhu hwakatyorwa, vakarukutika ndivo zvino vagwinya kusimba.
Pakurirana nevamwe
1 Samueri 2 SCLBD