1 Samueri 9:17
1 Samueri 9:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Samueri paakangoona Sauro, Jehovha akati kwaari, “Uyu ndiye murume wandakataura newe pamusoro pake; achatonga vanhu vangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 91 Samueri 9:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Samueri wakati achiona Sauro; Jehovha akati kwaari, “Ndiye munhu wandakakuudza ndichiti, ndiye uchabata vanhu vangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 91 Samueri 9:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuzoti Samueri aona Sauro, Tenzi akabvawo amuti, “Ndiyeyu murume wandakakuudza uyu! Iyeyu ndiye achatonga vanhu vangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 9