1 VaTesaronika 4:17
1 VaTesaronika 4:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Shure kwaizvozvo, isu vachiri vapenyu uye vakasara, tichatorwa pamwe chete navo mumakore kuti tisangane naShe mudenga. Nokudaro tichava naShe nokusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 41 VaTesaronika 4:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
zvino isu vapenyu, vakasara, tichatorwa pamwechete navo mumakore, kuti tichingamidze Ishe mudenga; naizvozvo tichava naIshe nguva dzose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 41 VaTesaronika 4:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino isu vapenyu takasara tichatorwa pamwechete navo tichiendeswa kumakore kundosangana naTenzi mumhepo. Naizvozvo ticharamba tiina Tenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 4