1 VaTesaronika 4:3-4
1 VaTesaronika 4:3-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kuda kwaMwari kuti muitwe vatsvene: kuti murege upombwe; kuti mumwe nomumwe wenyu adzidze kudzora muviri wake nenzira tsvene uye inokudzwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 41 VaTesaronika 4:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti kuda kwaMwari ndihwo utsvene hwenyu, murege upombwe; kuti mumwe nomumwe wenyu azive kuzviwanira mudziyo wake noutsvene nokukudzwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 41 VaTesaronika 4:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Izvi ndizvo zvinoda Mwari zvokuti imi muve vatsvene musiane noupombwe. Mumwe nomumwe wenyu ngaazive kuchengeta muviri wake muutsvene nomukuuremekedza
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 4