1 VaTesaronika 5:14
1 VaTesaronika 5:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye tinokukurudzirai, hama, kuti muyambire avo vano usimbe, mukurudzire vanotya, batsirai vasina simba, muite mwoyo murefu kuvanhu vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 51 VaTesaronika 5:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tinokumbira zvikuru kwamuri, hama dzangu, kuti murayire vasingateereri murayiro, musimbise vanopera mwoyo, mutsigire vasina simba, muve nomwoyo murefu kuna vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 51 VaTesaronika 5:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tinokukurudziraizve, hama, kuti rayirai nyope muchimutsa mwoyo yavakaneta. Batsirai vasina simba. Itai mwoyo murefu navo vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 5