1 VaTesaronika 5:16-18
1 VaTesaronika 5:16-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Farai nguva dzose; rambai muchinyengetera; vongai pazvinhu zvose, nokuti ndiko kuda kwaMwari kwamuri muna Kristu Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 51 VaTesaronika 5:16-18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Farai nguva dzose. Rambai muchinyengetera. Vongai pazvinhu zvose; nokuti ndiko kuda kwaMwari kwamuri muna Kristu Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 51 VaTesaronika 5:16-18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Farai nguva dzose. Namatai nguva dzose uye muna zvose rambai muchingotenda nokuti uku ndiko kuda kwaMwari muna Kristu Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 5