1 VaTesaronika 5:23-24
1 VaTesaronika 5:23-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari pachake, iye Mwari worugare, ngaakuitei vatsvene kwazvo kwazvo. Mweya wenyu wose, nomwoyo uye nomuviri zvichengetwe zvisina mhosva pakuuya kwaIshe wedu Jesu Kristu. Iye anokudanai akatendeka uye achazviita.
1 VaTesaronika 5:23-24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari worugare amene ngaakuitei vatsvene kwazvo; Mweya wenyu, nomwoyo, nomuviri, zvichengetwe kwazvo, zvisina zvazvingapomerwa pakuuya kwaIshe wedu Jesu Kristu. Akatendeka ndiye anokudanai, achazviitawo.
1 VaTesaronika 5:23-24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye Mwari worugare pachake ngaakuitei vatsvene muna zvose zvamuri akuchengetei zvakanaka mutumbi wose unoti, mweya nemwoyo nomuviri zvisina chinoshoreka pazviri pakuuya kwaTenzi wedu Jesu Kristu. Iye anokudaidzai, akatendeka uye achazviita.
1 VaTesaronika 5:23-24 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Mŋari worugare amene ŋgaakuitei ʋatȿene kwaɀo; Mŋeya wenyu, nomŋoyo, nomuʋiri, ɀiceŋgetwe kwaɀo, ɀisina‐ɀaɀiŋgapomerwa pakuʋuya kwaShe weɗu Jesu Kristu. Wakatendeka ndiye unokuɗanai, ucaɀiita ʋo.
1 VaTesaronika 5:23-24 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)