1 VaTesaronika 5:5
1 VaTesaronika 5:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Imi mose muri vanakomana vechiedza navanakomana vamasikati. Hatizi vousiku kana verima.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 51 VaTesaronika 5:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti imi mose muri vana vechiedza, navana vamasikati; hatizi vohusiku, kana verima.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 51 VaTesaronika 5:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chikonzero chacho ndechokuti imi mose muri vana vechiedza uye muri vana vamasikati. Hatisi vanhu vousiku kana verima.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 5