1 Timoti 2:5-6
1 Timoti 2:5-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti kuna Mwari mumwe chete, nomurevereri mumwe chete pakati paMwari navanhu, ndiye munhu Kristu Jesu. Uyo akazvipa sorudzikinuro kuvanhu vose, uchapupu hwakapiwa panguva yakafanira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 21 Timoti 2:5-6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti kunongova naMwari mumwechete, noMureveri mumwechetewo, pakati paMwari navanhu, ndiye munhu Kristu Jesu, akazvipa iye, kuti ave rudzikinuro rwavose, chive chapupu panguva dzazvo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 21 Timoti 2:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti kuna Mwari mumwechete uye kuno munhu mumwechete anobatanidza isu vanhu naMwari, munhu iyeyo ndiJesu Kristu. Akazvipira kuti ave chokutinunura nacho tose. Izvi zvakazopupurirwawo panguva yazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 2