1 Timoti 4:1
1 Timoti 4:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mweya anotaura pachena kuti panguva dzinouya vamwe vachatsauka kubva pakutenda vagotevera mweya inonyengera nedzidziso dzamadhimoni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 41 Timoti 4:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Mweya anoreva pachena, kuti panguva dzinouya vamwe vachatsauka pakutenda, vachiteerera mweya inonyengera nedzidziso dzomweya yakaipa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 41 Timoti 4:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mweya Mutsvene anotaura pachena kuti pamazuva okupedzisira vamwe vachakanda pasi chitendero pamusana pokuteerera mweya inonyengedza nezvidzidziso zvemweya yakaipa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 4