1 Timoti 4:8
1 Timoti 4:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti kurovedza muviri kunobatsira zvishoma hako asi umwari hunokosha pazvinhu zvose, hune vimbiso kune zvose muupenyu huno uye nomuupenyu hunouya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 41 Timoti 4:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti kurovedza muviri kunobatsira zvishoma hazvo, asi kunamata Mwari kunobatsira pazvinhu zvose, zvakune chipikirwa choupenyu hwazvino nohunouya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 41 Timoti 4:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuzviswatudza muviri kune basawo asi kuzviswatudza kune zvaMwari kunobatsira nenzira dzose nokuti kunotsidzira mubayiro paupenyu hwapasi pano noupenyu hwokudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 4