1 Timoti 5:22
1 Timoti 5:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Usakurumidza kuisa maoko pamusoro pomunhu, uye usabatana nezvivi zvavamwe. Zvichengete kuti uve wakachena.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 51 Timoti 5:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Usakurumidza kuisa maoko pamusoro pomunhu, kana kusangana pazvivi zvavamwe; uzvichengete kuti uve wakachena.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 51 Timoti 5:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Usamhanyirire kuisa maoko okugadza munhu kana kudziya moto wembavha muchitadzo chomumwe uye chengetedza utsvene hwako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 5