1 Timoti 5:8
1 Timoti 5:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana munhu asingachengeti hama dzake, uye zvikuru sei veimba yake, arasa kutenda, uye akaipa kukunda asingatendi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 51 Timoti 5:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi kana munhu asingachengeti vokwake, zvikuru veimba yake, arasa kutenda, akaipa kukunda asingatendi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 51 Timoti 5:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana munhu asingachengeti hama dzake, zvikuru vemhuri yokwake, munhu akadaro atorasa chitendero chake uye akatoipa kupinda asingatendi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 5