1 Timoti 6:10
1 Timoti 6:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti kuda mari ndiwo mudzi wezvakaipa zvose. Vamwe vanhu vanoda mari zvikuru, vakatsauka kubva pakutenda uye vakazvibaya neshungu zhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 61 Timoti 6:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti kuda mari ndiwo mudzi wezvakaipa zvose; vamwe vakati vachiida zvikuru vakatsauswa pakutenda, vakazvibaya neshungu zhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 61 Timoti 6:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti kudisisa mari ndiwo mudzi wouipi hwose. Pamusana pokukara mari ikoko vamwe vakazosiya chitendero zvikazovarwadza mumwoyo zvikuru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 6