1 Timoti 6:9
1 Timoti 6:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanhu vanotsvaka kupfuma vanowira mukuedzwa nomumusungo uye nomukuchiva kwoupenzi kuzhinji kunokuvadza uye kunoisa vanhu mukuparadzwa nokuraswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 61 Timoti 6:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi vanotsvaka kupfuma, vanowira mukuedzwa nomumusungo, nomukuchiva kwoupenzi kuzhinji kunokuvadza, zvinonyudza vanhu mukuparadzwa nokuraswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 61 Timoti 6:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi avo vana kamwoyo kokuda kupfuma vanopinda muchiedzo nomuriva uye mukuda zvinhu zvisina maturo zvinotokuvadza zvinoisawo vazhinji mukupera basa nokuparadzwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Timoti 6