2 Makoronike 20:16
2 Makoronike 20:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mangwana dzikai mundovarwisa. Vachange vachikwidza nomuMupata weZizi uye muchavawana kumagumo omupata muGwenga reJerueri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 202 Makoronike 20:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Burukai mangwana mundorwa navo; tarirai vanokwira napamukwidza weZizi; muchavawana pakuguma kwomupata, pamberi perenje reJerueri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 202 Makoronike 20:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mangwana dzikai mundovarwisa. Izvozvo vachakuvingai nokumukwidza weZizi. Muchavawana vava kwakaperera bani racho, kumabvazuva kwerenje reJerueri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 20