2 Makoronike 20:22
2 Makoronike 20:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pavakatanga kuimba vachirumbidza, Jehovha akaisa vavandiri kuti varwise varume veAmoni neMoabhu neveGomo reSeiri vaiuya kuzorwisa Judha, uye vakakundwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 202 Makoronike 20:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vakati vachitanga kuimba nokurumbidza, Jehovha akaisa vavandiri kuzorwa navana vaAmoni, navaMoabhu, navapagomo reSeiri, ivo vakanga vauya kuzorwa navaJudha; vakakundwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 202 Makoronike 20:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pavakatanga kuimba nokurumbidza, Tenzi akaisa vokuhwandira vaAmoni navaMoabhu nevokuGomo reSeiri vakanga vauya kuzorwisa vokwaJudha ndokubva vakurirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 20