2 Makoronike 20:4
2 Makoronike 20:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanhu veJudha vakaungana pamwe chete kuti vatsvage rubatsiro kubva kuna Jehovha. Zvirokwazvo, vakabva mumaguta ose eJudha kuzomutsvaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 202 Makoronike 20:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
VaJudha vakaungana kuzotsvaka rubatsiro kuna Jehovha; vakabva kumaguta ose aJudha kuzotsvaka Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 202 Makoronike 20:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
VokwaJudha vakaunganidzana kutsvaka kubatsirwa naTenzi. Vakakotonoka mumaguta ose okwaJudha kuzotsvaka kubatsirwa naTenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 20