2 VaKorinde 11:3
2 VaKorinde 11:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Zvino ndavakutotya kuti sokunyengedza kwakaita nyoka Eva nokusvinuka kwayo pfungwa dzenyu dzingadaro dzatsautswa pautsvene hwenyu nokutendeseka kwenyu kuna Kristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 112 VaKorinde 11:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi ndinotya kuti sokunyengerwa kwakaitwa Evha nenyoka nemano ayo, ndangariro dzenyu dzingangotsauswa kubva pakururama nokuchena kwomwoyo, pakuzvipira kuna Kristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 112 VaKorinde 11:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi ndinotya kuti, senyoka yakanyengera Evha namano ayo, zvimwe saizvozvo ndangariro dzenyu dzingasvibiswa, dzitsauke pakururama nokuchena kwomwoyo kuri kuna Kristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 11