2 VaKorinde 12:9
2 VaKorinde 12:9 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Iye akati kwandiri: Nyasha dzaŋgu dzinokuriŋgana; nokuti simba raŋgu rinozadziswa paʋutera bgako. Naiɀoɀo ɀirinani kuti ndiɀirumbidze nomufaro mukuru noʋutera bgaŋgu, kuti simba raKristu rigare pamsoro paŋgu.
2 VaKorinde 12:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi iye akati kwandiri, “Nyasha dzangu dzakakukwanira, nokuti simba rangu rinozadziswa muutera.” Naizvozvo ndichanyanya kuzvirumbidza pamusoro poutera hwangu, kuitira kuti simba raKristu rigova pamusoro pangu.
2 VaKorinde 12:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye akati kwandiri, “Nyasha dzangu dzinokuringana; nokuti simba rangu rinozadziswa pautera hwako.” Naizvozvo zviri nani kuti ndizvirumbidze nomufaro mukuru noutera hwangu, kuti simba raKristu rigare pamusoro pangu.
2 VaKorinde 12:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
asi akati, “Nyasha dzangu dzinokwana kwauri nokuti simba rangu rinoonekwa muutera kushanda kwaro kuzere.” Naizvozvo ndinotofara kudada noutera hwangu kuti simba raKristu rigare pandiri.