2 VaKorinde 5:10
2 VaKorinde 5:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti tose tinofanira kumira pamberi pechigaro chokutonga chaKristu, kuti mumwe nomumwe apiwe zvakamufanira pazvinhu zvaakaita nomuviri wake, zvingava zvakanaka kana zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 52 VaKorinde 5:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti isu tose tinofanira kuratidzwa pamberi pechigaro chokutonga chaKristu; kuti mumwe nomumwe apiwe zvaakaita nomuviri, sezvaakaita, kana zvakanaka kana zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 52 VaKorinde 5:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti tose zvedu tinofanira kuuya pamberi pechigaro chokutonga chaKristu kuti munhu wose atambire zvakanaka kana zvakaipa maererano nezvaakaita ari mumuviri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 5