2 VaKorinde 5:14
2 VaKorinde 5:14 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti ruɗo rwaKristu runotimanikidza; ɀatinoziʋa cinhu ici kuti mumŋe wakafira ʋose, ɀino ʋose ʋakafa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 52 VaKorinde 5:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti rudo rwaKristu runotimanikidza, nokuti tinoziva kuti mumwe chete akafira vose, uye naizvozvo vose vakafa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 52 VaKorinde 5:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti rudo rwaKristu runotimanikidza; zvatinoziva chinhu ichi kuti mumwe akafira vose, zvino vose vakafa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 5