2 VaKorinde 5:15-16
2 VaKorinde 5:15-16 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
ɀino iye wakafira ʋose, kuti aʋo ʋanorarama ʋarege kuzoɀiraramira iʋo, asi uyo wakafa nokumutswa nokuɗa kwaʋo. Naiɀoɀo, kubvira ɀino hatitoŋgoziʋi munhu panyama; ʋuye kunyaŋge takaziʋa Kristu panyama, kubvira ɀino haticamuziʋi saiɀoɀo.
2 VaKorinde 5:15-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye iye akafira vose, kuitira kuti vose vasazviraramira asi vararamire iye akavafira akamutswazve kubva kuvakafa. Saka kubva zvino hatitongozivi munhu namaziviro enyika. Kunyange zvedu takaziva Kristu kare nenzira iyi, hatichamuziva saizvozvo.
2 VaKorinde 5:15-16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
zvino iye akafira vose, kuti avo vanorarama varege kuzozviraramira ivo, asi uyo akafa nokumutswa nokuda kwavo. Naizvozvo kubvira zvino hatitongozivi munhu panyama; uye kunyange takaziva Kristu panyama, kubvira zvino hatichamuzivi saizvozvo.
2 VaKorinde 5:15-16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye akafira vanhu vose kuti vanorarama varege kuzviraramira asi kuti vararamire iye akavafira akamutswa. Saizvozvo kubvira zvino hatichaona munhu sokuonekwa kwaanoitwa navanhu; kunyange zvazvo takamboona Kristu sokuonekwa kwaanoitwa navanhu, hatichamuona saizvozvo.
2 VaKorinde 5:15-16 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)