2 VaKorinde 5:17
2 VaKorinde 5:17 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Saka kana munhu ari munaKristu, waʋa cisikwa citȿa; ɀinhu ɀakare ɀapfuʋura; tarirai, ɀose ɀaʋa ɀitȿa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 52 VaKorinde 5:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo kana munhu ava muna Kristu, ava chisikwa chitsva; zvakare zvapfuura, zvinhu zvose zvava zvitsva!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 52 VaKorinde 5:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saka kana munhu ari muna Kristu, ava chisikwa chitsva; zvinhu zvakare zvapfuura; tarirai, zvose zvava zvitsva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 5