2 VaKorinde 6:2
2 VaKorinde 6:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti iye anoti, “Ndakakunzwa panguva yenyasha dzangu, uye pazuva roruponeso ndakakubatsira.” Ndinokuudzai, zvino ndiyo nguva yenyasha dzaMwari, zvino ndiyo nguva yoruponeso.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 62 VaKorinde 6:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
(Nokuti iye anoti, “Ndakakunzwa iwe nenguva yakafanira, Ndakakubatsira pazuva rokuponeswa;” tarirai, zvino inguva yakafanira; tarirai, zvino ndiro zuva rokuponeswa.)
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 62 VaKorinde 6:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti anoti, “Nenguva yakafanira ndakakunzwa, nezuva reruponeso ndakakubatsira, chinzwa, ino ndiyo nguva yacho yakafanira, irori ndiro zuva roruponeso.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 6