2 VaKorinde 8:2
2 VaKorinde 8:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pakati pokuedzwa kukuru, mufaro wavo mukuru nokushayiwa kwavo kukuru zvakaita kuti vape zvizhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 82 VaKorinde 8:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kuti pakati pokuedzwa kukuru kwokutambudzika, mufaro wavo mukuru, pamwechete nourombo hwavo hukuru, zvakawanza zvikuru kusanyima kwavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 82 VaKorinde 8:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
nokuti vakayedzwa zvinorwadza kwazvo asi mufaro wavo wakafashukira vakava vanamupanegombe kunyange zvavo vakanga vava varombo vokupedzisira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 8