2 VaKorinde 9:7
2 VaKorinde 9:7 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Mumŋe nomumŋe ŋgaaite seɀaakafuŋga pamŋoyo; arege kuita nokucema, kana nokuroʋererwa; nokuti Mŋari unoɗa munhu unopa nomufaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 92 VaKorinde 9:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu mumwe nomumwe ngaape sezvaakafunga mumwoyo make kuti ape, kwete kupa achitsutsumwa kana kuti achimanikidzwa, nokuti Mwari anoda munhu anopa nomufaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 92 VaKorinde 9:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mumwe nomumwe ngaaite sezvaakafunga mumwoyo; arege kuita nokuchema, kana nokurovererwa; nokuti Mwari anoda munhu anopa nomufaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 9