2 VaKorinde 9:8
2 VaKorinde 9:8 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Mŋari unogona kukuwanzirai nyasha dzose kuti ŋguʋa dzose muʋe nokuriŋgana kwose paɀose, kuti muwanze maɓasa ose akanaka
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 92 VaKorinde 9:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye Mwari anogona kuita kuti nyasha dziwande kwamuri, kuitira kuti muzvinhu zvose, panguva dzose, muine zvose zvamunoda, muchakwanisa kuita mabasa ose akanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 92 VaKorinde 9:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari anogona kukuwanzirai nyasha dzose kuti nguva dzose muve nokuringana kwose pazvose, kuti muwanze mabasa ose akanaka
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 9