2 Johani 1:7
2 Johani 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanyengeri vazhinji, vasingapupuri kuti Jesu Kristu akauya munyama, vakapinda munyika. Munhu akadaro ndiye munyengeri naandikristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Johani 12 Johani 1:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti vanyengeri vazhinji vakabudira munyika, vasingapupuri kuti Jesu Kristu akauya panyama. Ndiye munyengeri naantikristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Johani 12 Johani 1:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinodaro nokuti vanyengedzi vakawanda vapararira nenyika. Vanhu ivavo havabvumi kuti Jesu Kristu akauya somunhu. Munhu akadaro ndiye munyengedzi uya, uye ndiye mhandu yaKristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Johani 1