2 Madzimambo 12:2 - Compare All Versions
2 Madzimambo 12:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joashi akaita zvakanaka pamberi paJehovha pamakore ose aakadzidziswa naJehoyadha muprista.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 12 BDSC2 Madzimambo 12:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehoashi akaita zvakanaka pamberi paJehovha mazuva ake ose, aakadzidziswa nawo nomupristi Jehoyadha.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 12 SNA20022 Madzimambo 12:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Jehoashi uyu akaita zvaidiwa naTenzi mazuva ose oupenyu hwake nokuti mupristi Jehoyadha ndiye aimudzidzisa.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 12 SCLBD2 Madzimambo 12:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Jehoashi akaita ɀakanaka pamberi paJehova mazuʋa ake ose, aakadzidziswa nawo nomuprista Jehoyada.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 12 SUB19492 Madzimambo 12:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jehoashi uyu akaita zvaidiwa naTenzi mazuva ose oupenyu hwake nokuti mupristi Jehoyadha ndiye aimudzidzisa.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 12 SCLB