Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Madzimambo 13:21 - Compare All Versions

2 Madzimambo 13:21 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Rimwe zuva vaIsraeri vachiviga mumwe murume, pakarepo vakaona mapoka avapambi; naizvozvo vakakanda mutumbi womunhu uyu muguva raErisha. Mutumbi wakati wagunzva mapfupa aErisha, munhu uya akamuka akamira namakumbo ake.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 13 BDSC

2 Madzimambo 13:21 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino mumwe musi vakati vachiviga munhu, vakaona hondo yavaMoabhu, vakakandira munhu muhwiro hwaErisha, zvino munhu uyo wakati achigunzva mapfupa aErisha, akararamazve, akamira namakumbo ake.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 13 SNA2002

2 Madzimambo 13:21 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Zvino kwakati mumwe murume achindovigwa ndokuona hecho chikwata chokupamba. Vakangokanda murume uyu muguva raErisha akaenda akaguma mapfupa aErisha akabva amuka ndokumira chaizvo namakumbo ake.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 13 SCLBD

2 Madzimambo 13:21 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino mumŋe musi ʋakati ʋaciʋiga munhu, ʋakaʋona hondo yaʋaMoabi, ʋakakandira munhu mubgiro bgaErisha; ɀino munhu uyo wakati acigunɀa mafupa aErisha, akararama ɀe, akamira namakumbo ake.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 13 SUB1949

2 Madzimambo 13:21 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Zvino kwakati mumwe murume achindovigwa ndokuona hecho chikwata chokupamba. Vakangokanda murume uyu muguva raErisha akaenda akaguma mapfupa aErisha akabva amuka ndokumira chaizvo namakumbo ake.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 13 SCLB