Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Madzimambo 18:5 - Compare All Versions

2 Madzimambo 18:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Hezekia akanga achivimba naJehovha, Mwari waIsraeri. Kwakanga kusina akafanana naye pakati pamadzimambo ose eJudha, vakamutangira kana vakamutevera.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 18 BDSC

2 Madzimambo 18:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Akatenda kuna Jehovha Mwari weIsiraeri; naizvozvo hakuna wakanga akafanana naye pakati pamadzimambo ose aJudha, kuna vakamutevera, kana vakamutangira.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 18 SNA2002

2 Madzimambo 18:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Hezekiya aivimba naTenzi, Mwari weIsiraeri zvokuti hapana angamboenzaniswa naye pakati pamadzimambo ose okwaJudha vakatevera mushure make kana pane vakamutangira.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 18 SCLBD

2 Madzimambo 18:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Akatenda kunaJehova Mŋari waIsraeri; naiɀoɀo hakuna‐wakaŋga akafanana naye pakati pamadzimambo ose aJuda, kunaʋakamuteʋera, kana ʋakamutaŋgira.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 18 SUB1949

2 Madzimambo 18:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Hezekiya aivimba naTenzi, Mwari weIsiraeri zvokuti hapana angamboenzaniswa naye pakati pamadzimambo ose okwaJudha vakatevera mushure make kana pane vakamutangira.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 18 SCLB