2 Madzimambo 18:7 - Compare All Versions
2 Madzimambo 18:7 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Jehovha aiva naye; akabudirira pane zvose zvaakaita. Akamukira mambo weAsiria akasazomushandira.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 18 BDSC2 Madzimambo 18:7 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akava naye; kwose kwaakaenda wakafambiswa zvakanaka; akamukira mambo weAsiria, akasamushumira.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 18 SNA20022 Madzimambo 18:7 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Tenzi aiva naye, kwose zvako kwaaienda aibudirira. Akaramba zvokutongwa namambo weAsiria akarega kumushandira.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 18 SCLBD2 Madzimambo 18:7 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Jehova akaʋa naye; kwose kwaakaenda wakafambiswa ɀakanaka; akamukira mambo weAsiria, akasamushumira.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 18 SUB19492 Madzimambo 18:7 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi aiva naye, kwose zvako kwaaienda aibudirira. Akaramba zvokutongwa namambo weAsiria akarega kumushandira.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 18 SCLB