2 Madzimambo 19:19 - Compare All Versions
2 Madzimambo 19:19 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha Mwari wedu, zvino chitirwirai kubva muruoko rwake, kuitira kuti umambo hwose hwapanyika huzive kuti imi moga, ndimi Mwari.”
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 19 BDSC2 Madzimambo 19:19 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, Jehovha Mwari wedu, chitiponesai henyu paruoko rwake, kuti ushe hwose hwenyika huzive kuti ndimi Jehovha Mwari, imi moga.”
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 19 SNA20022 Madzimambo 19:19 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Zvino Tenzi, Mwari wedu ndateterera tinunureiwo mumaoko ake, nyika dzose dzepasi pano dzizive kuti imi Tenzi ndimi moga Mwari.”
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 19 SCLBD2 Madzimambo 19:19 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino, Jehova Mŋari weɗu, citiponesai henyu paruʋoko rwake, kuti ʋushe bgose bgenyika ʋuziʋe kuti ndimi Jehova Mŋari, imi moga.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 19 SUB19492 Madzimambo 19:19 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Tenzi, Mwari wedu ndateterera tinunureiwo mumaoko ake, nyika dzose dzepasi pano dzizive kuti imi Tenzi ndimi moga Mwari.”
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 19 SCLB